Black Pride Poem by Wensislaus Mbirimi

Black Pride

Rating: 3.0


Maiwe-e
Cry of an African child
Ndiri kuchemera iwe newe
African heart gone wild
Mune Mwoyo yatorwa nezviwitsi
You have no shame, I'm ashamed

Nhembe tidzokere tipfeke hongu hazvichaiti
Mini-skirt, short dress with long slit should that be the substitute
Tapfekerei zvo kana wosara pazhe muviri
African child dress with sense and essence to impress
Skintight, human hair, body top, see through clothing
African child and tribe you have no pride if you are hooked on this tripe

Pangu pangu kwete Pavo pavo
Is the sound of an African drum
Michael Jackson, R. Kelly their songs you know by heart
Simon Chimbetu, Tuku dzavo ngoma kana imwe yawaziva
You dress, talk and walk imitating Beyonce, Kanye West and Tupac
About Spice girls you know everything
Mukanya vanobvepi? Meso bwoyi bwoyi, tuzu, hauzivi
Mwana wevhu Tuku ati dzoka uyamwe
Let your past in the present guide your future

Mbuya vofudza voga mombe
Zvizukuru zvati kwete ndezvemarombe
Where to is the African courtesy gone
Kukudza vabereki, sekuru, tete nambuya ndizvo
It is a sin how you worship movie stars instead

Tsviri tsviri rakacheka nyika
You think it's a bird? I forgive you
Mwana wevhu achitaura nemumhuno kuteedzera wangezi
If our language we despise
Who then will spice it?
Hezvo zheve dzorwadza ndopinda muzhira ndobva pachivazhe
Bvu-u moseka kwahi wamuhwa wezhira
Education. Does it mean forsaking your language?
Mwoyo wangu worwadza Soko iwe

You discuss Abraham Lincoln, Napoleon, Hitler, Mussolini and Mao
Taurawoka nezva Mbuya Nehanda, Kaguvi, Lobengula Na Shaka
You glorify people from a land you never saw
Toti uri muzukuru waNehanda, shutu, hezvo zvawatotsamwa
Regain pride in yourself child
Kumatongo, padzinde dzokera
Respect yourself for everyone to respect you
Nanga Chirorodziva neMatonjeni ruregerero ukumbire
Zvevangezi izvi ziva hazvisi zvako

Zuva zvoropera meso pachidziro akadzvokora
So you love your soap operas and blue movies
Tadii zvedu taita ngano dzinofundisa
Stop debasing yourself by way of Television
Mwana wevhu tete nasekuru variko vakuraye

What will you have Miss?
I'm on diet can I have a fruit salad
Kupera muviri ndorunako?
Bodo izvi ndazvikoniwa
Chirungu chenyu ichi. Bva Chimboitai

COMMENTS OF THE POEM
Aftab Alam Khursheed 30 November 2014

A poem on identity so nice of you this poem is giving a lot of information thank you

0 0 Reply
READ THIS POEM IN OTHER LANGUAGES
Close
Error Success