Kumba ndiko kwandabva. Kumba ndiko kwaninogara . Kumba kwedu ndiko kumba. Nekuti hapana nzvimbo yakafanana nekumba. Semuwumbi Baba vakawumba. Iko kwatave kuti kumba. Hapana asingadi kumba. Kungava kuZIMBABWE ndiko kumba
This poem has not been translated into any other language yet.
I would like to translate this poem